Kugezesa chibereko Treatment plan ☃ and Womb cleaning ☃☃( Murume anofanirwa kuita detox and change eating habits after)
-----------------
Urongwa hweKugeza nekurapa Chibereko☃☃
1. Ita Enema munguva dzemanheru mazuva matatu ekutanga👇
2. Gadzira mukanyiwa wedhaka (clay poultice )uchiisa padumbu manheru ega ega , mazuva matatu ekutanga
Kubvira pazuva rekutanga reurongwa
************************
✅Ita urongwa hwe kuwedzera nekudzoreredza hutano hweropa kubva pazuva rekutanga rechirongwa
Uchishandisa imwechete yenzira nhatu dzinotevera ( A or B or C ) 👇🏼👇🏼👇🏼
A) Best option***
💥 Sanganisa 1litre re muto wemazambirnga (red grapes) , ne 1 litre re mukaka we Soya usina shuga
Imwa hafu manheru uchengetedze zvasara mufiriji kana panzvimbo inotonhorera uzopedzesa usiku hunotevera
💥 NB
Muto wemazambiringa ne mukaka we Soya ngazvive zvawanikwa muzvirimwa zvakarimwa nenzira dzisingashandisi ma chemicals /fertilisers.
(kureva kuti ngazvive organic )
B) Iyi ndeye emergence🚨 chete
💥Sanganisa 1litre re muto wemazambiringa (red grapes) ne zai mbishi rehuku yekumusha isina kurerwa ichidyiswa mishonga kana chikafu chema chemicals. ( organic egg)
Gadzira muto uyu nekumwa kwemazuva matatu akatevedzana.
Tevere katatu pavhiki ,
Tevere kamwechete pavhiki kwe mwedzi miviri
C) 2nd best option **
💥 Tora mashizha emiriwo mitema (dark green vegetables) , isa muduri utswe kana ku blender, dira mvura shoma usvine nekumimina muto unokwana kuzadza kapu,
Imwa muto uyu kaviri pazuva, kwevhiki imwechete, Tevere kaviri pavhiki
Usachengete wasara ,
Asi gadzira umwezve muto panguva inotevera
Kubvira pazuva rekutanga reurongwa
Usati wadya kana kuti uchangopedza kudya vegetable salad
💥 Tora 3000mg or 30g dze spirullina nedze chlorella musi umwe neumwe kwe mwedzi umwechete
Kutanga pazuva rekutanga
💥Mwaya 3 tablespoons dze moringa green powder muma vegetable salad udye, kwemazuva matatu akatevedzana
💥Tevere 1 tablespoon pazuva kwemwedzi umwechete
Kubvira pazuva repiri reurongwa
💥Tanga kuita 7 days detox uchitora ma natural antibiotic, kana wapedza zivisa chiremba. Murume wako ( husband) ngaaitewo 7 days detox achitora ma natural antibiotic
Idyai maererano netsika ye madyiro ehutano
NO JUNK FOODS
Ivai ne hutsanana mumagariro emazuva ose
Kubvira pazuva repiri reurongwa
💥Tora mashizha e
Yarrow
Mistletoe
Plantain (flat leaf plant)
Comfrey
✅Tswanya uise mukapu yemvura inodziya umwe manheru kwasara maawa matatu ( 3 hrs) kuti urare
"KO HAKUNOMUTI WE BARSAMI MU GIREADI HERE ???!!!!
Jesu Kristu Barsami ye Gireadi inorapa hosha. Zivisai nezveshanduko kana zvinetso zvamungadaro murikusangana nazvo. Bvunzai mubatsirwe pane zvimwe zvamunofanira kuita.

No comments:
Post a Comment